Kiki na kuku vanoshandiswa na satani zvichazobuda hazvo kana nguva yakwana ini ndakatozviona kareThe funny thing the brother is using this girl to gain following telling her to do
somethings zvinotonyadzisa zvimwe zvacho tete is alright but way yavataura nayo chete yekuti tsvina ndoyakaipaTytieytie uyu munhu zvaatori mhuka muno mujoni nhayi hatombooni vabereki ainavo muno akomana kaaaaaaa izvi zvakaoma izvi uchitombova Navo vabereki wodayi Sooo akomana