Friday, October 16

Zvinoshamisa Zvinotyisa Tawana Marinde 19 Year Old Obuda Majuru Ne Honye Panhengo Mushure Mekunge Arara Naambuya vake Yemurai Takawira Njowa 41 Year Old Vakaiswa Runyoka

MUKOMANA ane makore 19 okuberekwa uyo akarerwa nasekuru naambuya vake kuMahusekwa, kwaChihota – wekushaya nyadzi nerukudzo ndokudanana naambuya vake ava – akazonozvipereka kuna sekuru hanzvadzi yaamai ava apo akabatwa nerunyoka rwekubuda masvosve nemajuru.VaNyusa vanoti vakarumwa nzeve nevanhu kwenguva yakareba asi vachifunga kuti vaida kuvapesanisa nemuzukuru wavo.

 

 

 

 

 

 

“Ini basa rangu ndinotyaira magonyeti kuenda kunyika dzakasiyana, runyerekupe rwekudanana kwemuzukuru wangu nemudzimai wangu wandine vana 7 naye rwakasvika kwandiri, kusvikira ndakazoronga kuenda kune imwe n’anga. Ndikaitirwa mhiko dzangu, ndakazoona muzukuru ava kuuya achikwenya-kwenya achiti anorumwa nemasvosve uyewo achizvimba, ndikaziva kuti musungo wangu wabata,” vanodaro VaNyusa.

 

 

 

 

 

 

Nekubuda kwenyaya iyi, mudzimai ari kudzokera kumusha kwake kuChiredzi kuvabereki vake. Nemuzukuru kuti vachagara vose here kana kuti vachadii, hapana chandinoziva. Kuti andiripe handidi, chake chete ndinoda kuti abhadhare mari inodiwa nen’anga yekumubata kuti aishereketa nemudzimai wangu.”Sekuru netsiyo dzavo nyoro vakazonditora zvose nemudzimai wavo vakaenda nesu kun’anga yaiva yavapa mushonga uko ndiri kurapwa, masvosve nemajuru nekuzvimba zvava kupera,” anodaro Marinde.

 

 

 

 

 

Anoti aichengeta ambuya vake apo sekuru vaisavapo zvakaita kuti vapindwe nemiedzo.

“Sekuru ndivo vakandichengeta pamusha pavo nekundiendesa kuchikoro, handina pekunyarira nekuda kwenyaya iyi. Sekuru vakandiramwira mudzimai wavo asi handigone kugara naambuya semudzimai wangu, ndine vasikana vangu vaviri vandaironga kuroora,” anodaro.Tawananyasha Marinde, uyo akakura achirerwa nasekuru vake hanzvadzi yaamai, VaSamson Nyusa (45), akatsinhira kuKwayedza kuti akadanana naambuya kwenguva yakareba apo sekuru vake vainge vachifamba nebasa sezvo vachityaira magonyeti anobuda kunze kwenyika.

 

 

 

 

Marinde anoti aidanana naambuya vake, Mai Yemurai Takawira (41), avo vakamuchengeta achigara nasekuru vake.

“Ndakadanana naambuya vangu asi ndinodemba zvandakaita, ndakashora sekuru vangu kusvika pekupedzisira. Yaisava mhosva yangu, ambuya ndivo vakandidenha semunhu aigara oga. Dambudziko rakazouya pandakaona masvosve nemajuru achingondinanaira nekundiruma ndichizvimba kumavambo emwedzi waZvita gore rakapera.

  • Share:

Info News

High Net Worth Divorce Attorney: Protecting Assets During Divorce

A high net worth divorce can involve complex assets such as businesses, real estate, investments, retirement accounts, stock options, trusts, and luxury property. A high net worth divorce attorney helps protect financial interests during divorce.

rnrn

These cases often require asset valuation, forensic accounting, tax planning, and careful negotiation. One spouse may try to hide assets or undervalue a business.

rnrn

Property division can become complicated when assets were acquired before marriage, inherited, placed in trusts, or mixed with marital funds.

rnrn

Spousal support may also be a major issue when one spouse earns significantly more than the other.

rnrn

A high net worth divorce lawyer may work with accountants, financial experts, business valuators, and tax professionals.

rnrn

The goal is to reach a fair settlement while protecting long-term financial stability.

rnrn

If significant assets are involved, legal and financial planning are essential before signing any agreement.

rn

Assisted Living Costs: How Families Can Plan For Senior Care

Assisted living can provide seniors with housing, meals, personal care, medication support, social activities, and help with daily tasks. But the cost can be a major concern for families.

rnrn

Assisted living costs vary based on location, facility type, room size, care needs, and services included. Some communities charge a base monthly fee, while others add costs for medication management, bathing assistance, memory care, transportation, or special medical needs.

rnrn

Families should ask what is included in the monthly price. Meals, housekeeping, laundry, utilities, activities, and basic care may be included, but higher levels of care may cost extra.

rnrn

Memory care is usually more expensive than standard assisted living because it provides specialized support for people with Alzheimer’s disease or dementia.

rnrn

Medicare usually does not pay for long-term assisted living room and board. Medicaid may help in some states for eligible individuals, but rules vary. Long-term care insurance may also help if the policy includes assisted living benefits.

rnrn

Families may pay through retirement savings, pensions, Social Security, home sale proceeds, long-term care insurance, or family contributions.

rnrn

Before choosing a facility, visit in person. Pay attention to cleanliness, staff attitude, safety, food quality, resident activities, and how residents are treated.

rnrn

Ask about staffing levels, emergency procedures, medication policies, move-out rules, price increases, and care assessments.

rnrn

Planning early can reduce stress. Waiting until a crisis happens may limit choices and increase pressure.

rnrn

Assisted living is not just about cost. It is about safety, dignity, comfort, and quality of life. The right community can help seniors stay independent while getting the support they need.

rnrn

Families should compare options carefully and choose a place that fits both care needs and budget.

rn