Friday, October 16

Zvinoshamisa Zvinotyisa Peter Makoni Obuda Mazumu Mahombe Hombe Mushure Mekunge Arara Na Gladys Mujadzi Wemunhu Viti Ndafamba N"anga Dzese Hazvisi Kupera Ndivatsireiwo Mhuri Ye Zimbabwe

MURUME ane makore 56 okuberekwa wekwaGutu, kuMasvingo, nyakudanana nemudzimai wen'anga yekwaChihota, ari kudemba chaakazviitira zvichitevera kumera kwaaita mitumba yemazamu.MURUME ane makore 56 okuberekwa wekwaGutu, kuMasvingo, nyakudanana nemudzimai wen’anga yekwaChihota, ari kudemba chaakazviitira zvichitevera kumera kwaaita mitumba yemazamu.

 

 

 

 

 

Dambudziko iri raenderera mberi, ndakazobvunza mudzimai uyo akazobuda pachena kuti aiva mukadzi wen’anga achibva andipa nhamba dzenhare dzemurume wake. Ndakafonera murume uyu akandibudira pachena kuti mudzimai wake aiva atiza pamba ndokuti aizviziva kuti ndaizoridza nhare chete kwaari. Takataurirana akabvuma kuti tizoonana naye tikurukure nyaya iyi,” vanodaro VaPeter Makoni.VaPeter Makoni vanoti vakasangana nemudzimai anonzi Gladys ndokudanana naye mukupera kwaNdira 2021 apo vaishanda mune chimwe chitoro chiri kwaMupandawana, kwaGutu.

 

 

 

 

 

 

Vanoti mukadzi uyu akavaudza kuti aisava nemurume uye ndokutanga kugara vose kumavambo egore ra2022 apo vakazotanga kuona muviri wavo wosanduka.

“Takapedza masvondo maviri tichigara tose semurume nemudzimai. Ndakazoti rimwe zuva ndichida kurasa mvura ndokuona hapana hapana. Ndakazotaurira sahwira wangu akanditaurira kuti rwaiva runyoka,” vanodaro VaMakoni.

 

 

 

 

 

 

Murume uyu anoti akamboedza kufamba kumaporofita nekun’anga asi zvakashaya basa.N’anga iyi payakaridzirwa nhare neKwayedza yakati inoda kuratidza VaPeter Makoni kuti mudzimai wemunhu haapfimbwe.

“Murume uyu akada kuzviita bhuru mumusha mangu zvino tinoda kupedzerana. Izvozvi ndiri kuenda kuMalawi, zvizhinji ndinouya ndotaura nemi ndadzoka, munouya kwandinogara kana kuti ndinouya kumahofisi kwenyu,” inodaro n’anga

  • Share:

Info News

Digital Banking and Financial Technology Are Changing Global Finance

Digital banking and financial technology platforms are transforming the way consumers manage money and conduct transactions. Mobile banking apps, online payment systems, cryptocurrency platforms, and digital lending services are making financial services more accessible and convenient worldwide.

rnrn

Consumers can now transfer money, apply for loans, invest, and pay bills directly from smartphones. Financial technology companies are helping small businesses accept online payments and reach international customers more easily. Mobile banking has become especially important in developing countries where traditional banking infrastructure may be limited.

rnrn

Security and convenience remain major priorities for digital finance providers. Financial institutions are investing heavily in fraud detection systems, encryption technology, and biometric security features to protect customer information and transactions.

rnrn

Experts predict financial technology innovation will continue expanding globally as consumers demand faster, safer, and more convenient financial services. Digital finance is expected to play a major role in future economic growth and financial inclusion initiatives worldwide.

rn

Business Liability Insurance: Protecting Companies From Financial Risks

Business liability insurance is essential for companies seeking protection against lawsuits, accidents, and unexpected financial losses. Whether operating a small business or a large corporation, having the right insurance coverage helps protect assets, employees, and long-term operations from serious financial risks.

rnrn

General liability insurance typically covers customer injuries, property damage, and legal defense expenses. Many companies also purchase professional liability insurance, cyber insurance, and workers compensation coverage to address industry-specific risks. Businesses operating online increasingly invest in cybersecurity insurance to reduce losses associated with data breaches and ransomware attacks.

rnrn

Without adequate insurance protection, a single lawsuit or accident could create devastating financial consequences. Insurance policies help businesses continue operating during legal disputes and emergency situations. Financial experts recommend reviewing coverage annually and updating policies as business operations grow or change.

rnrn

Choosing the right insurance provider requires careful comparison of premiums, coverage limits, and policy exclusions. Working with experienced insurance advisors can help businesses identify risks and develop stronger long-term financial protection strategies.

rn