Wednesday, November 27

Zvinoshamisa Zvinotyisa Baba Ruva Zvobuda Izvo Vakatemerwa Shavi Rehurombe Saka Vasingabatsirike Munhu Anga Apiwa Hupenyu Hwakanaka Na Shema TV Kuzvidira Jecha

Haaa baruva shavi chairo risingadi tea mhepo dzemadzinza dzikat isu takafira mumapango iwe wakoshei wogara mumarata ndoona ngavachinamata ava varambe mweya yakaipa iripavari

 

 

 

 

 

Kana wakatemerwa shavi rehurombe runoita ufunge kuti kutenga doro ne fodya waita achievement,hurombe hunokupfekedza husimbe hugokupa kuba zvinhu pamba uchitengesa hurombe hunoita usade kunzi uri wrong unoda kunyengererwa kuda kusunzirwa ,

 

 

 

 

 

akaroya baba Ruva Mwari ave newe patanga takutoti zvaita vakachisiiwa vave responsible ne life yavo dzokoño back to square one πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”πŸ’”Ini ndoona senge vanozviitisa ini kuzovhundusira mukadzi ndokwavakandibhowa

  • Share: