Kiki waTytie ndozvaachazoita izvi. Kumwe kupusa kwacho so unotokushaya. Tyiti aramba kuiswa tatoo iwe ndiwe wakuiswa.
And anatsokubvunza kuti uri serious here nedecison yako because he knows kuti arikukusiya pamberi apo.Kamwana ako vanhu mukukaona seiko imi 🤣🤣🤣🤣🤣mawonero angu kagindagoriya aka musanyeperwe ndokasingarambikezve kaye
But pafeya tyt ukamutarisisa hake ane kahubully kanomboda kubudikira dai akasazodaro mwana senyika angachione hake will make sure tapindirira mumarriage iyoyo