Wednesday, November 27

Zvinoshamisa Nekunyadzisa Sekuru Gudo Hanzvadzi Ya Madamboss Yonzi Irikugara Mustreet Ichitambura Sisi Vane Mansion Itirai Hama Dzenyu Rudo Yoyooo

Zvagara ndingori nzvenzvana Saka wabata vekwedu tokubatawo.

 

 

 

 

 

Sekuru Gudo ngavapare mhosva ayende kuJeri ndopauchaona kuti munhu bho and fresh manje uyu. kuJeri hapana zve denial nekuramba kunwa mishongwa. Uko vanokupa on right on time.

 

 

 

 

 

Inonzi adherence to meds. Hamuna kuona kuti uya uya akabuda arifresh and we'll collected? Akutanga kakurwarara nekupenga kuita verbal diarrhea nokuti she's no longer taking them zvakanaka (tisataure mazita) clue:- mota ndeyako? Passport ndeyako? Ko license ndeyako?Zviriko in every familySekuru baboon munhu we doro I think thts why vakasakanika

  • Share: