Tuesday, July 02

Zvinorwadza Izvi Muzimbabwe Mukadzi Ashaya Achicrosser Mexican Boarder Kuenda Ku USA 🇺🇸

Darian Gap Haina zera nesu kana umm same like going ku SA nemusango usina passport anything can quickly go wrongMexico is dangerous .

Jungles , animals, drug cartels, human organ traders, etc.

 

 

 

 

 

MaZimbabweans ngatisiyanei ne Darien gapMaZimba zvimwe zvivindi zvacho tozozvinyanyawo veduweee , munhu wemkadzi here ? Imwe nhamo ini ndofa zvangu nayo .

 

 

 

 

 

Zvakaoma nematambudzikoNdakaiona paTv musiuno way iyoyo haina kuchipa you spend months urimunzira apa it's a rain forest, vanhu vanofa munzira eish may her soul RIP

  • Share: