Bulawayo munyare vana mai vedu pamwe pacho ko vakafa ne stressRespect ma Senior citizens hamutsvaire futi dhorobha renyuAnenge atovaona vachipinda Mumukuru or Western union.Moda kutorera gogo mari yavakatumirwawo nevazukuru musadaro kanzuru plus town yacho ine tsina futi
Mazimba brain 🧠ishoma u think anomusunga aona here you park and liv your car haangazive kuti munhu akaitasei asvika pamota now office ndiyo inofanira kuvasunungura variparoad
Havana mhosva tikadzidza that tichafara senyika ngatisiyeyi kushorana tisingaziveVamwe vanhu vanoita lifetime munyama nezvinhu zvakadai. How would you feel dai vanga vari mai vako? Musaite moyo ye dark black imi nxaaaaaaSenyika hapana kwatiri kuyenda.slave yaitova nani pane hupenyu hwatiri kurarama muzimbabwe