Ava ndivo amai ve mwana auraiwa na boyfriend. Mwana afa uyu anga ane 5 years. This is sad Ndineshoko kuvakadzi wose musati maita boyfriend motoudza vana kuti ndidady kwete madzimai vana havatofanira kuziva chikomba chenyu
recepecter vana vako chikomba hachisvitswe pamba itayi zvinhu zvenyu kure uko nhai kunevari kuisa chikomba mumba munevana matodzidza apa 💔💔💔💔
ndarwadziwa zvanguI can't imagine myself ndichitsanangur kufa kwehura hwangu 😭😭😭💔💔 ndiko kunonzi kuuraya munhu inenge wandiuraya hakuna kundiuray kunopfura ikoku
Chemai netariro amai ❤️