Thursday, November 28

Zvinonzwisa Tsitsi Zimbabweans In Poland Vochema Nhamo Kwasadza Kurinani

Mazimbabweans ari kuPoland arikutambura veduwee inhamo hedu munyika medu but nyika iyi yakafanana nekuenda kunotsvaga basa kuMalawi ivo variko vacho havataure chokwadi vanenge vachingoruma ruma asi hazvina kumira mushe,

 

 

 

 

 

plus mabasa Eko anorwadza muWarehouse ,driving vakuyeperwa masalaries nema companies arikuvatora ende vazhinji vakudemba kuti takaita wrong move ingori pressure hayo yekuti

 

 

 

 

 

takenda kuchando but hapana hapana we can't compare nana Australia uku ndiko kune nhamo yese muchanzwa variko kuzvi Defender imi muri malawi imi kune nhamo svinu kunhu kuye kugoti language futi muri pama1.

  • Share: