TSAMBA KUNA JAH PRAYZAH
Kana paine munhu ari padhuze na na JAR PRAYZER please mutaurirei kuti ngadzosere mota chinhu chawora ichi.
Dzorerai mota Muimbi kuti mangwana mukwanise kuridza magitare zvakanaka nekuti mukada kukura Musoro tichaomawo musoro nekuti imari dzenyika dzamakapihwa saka ngatitei tichimhanya kuno dzorera mota zvisati zvaipa and I assume kuti Shoko rasvika.
Wese muimbi akatora mota kana Munhuwo zvake wemurume akapihwa chunonzi Mota ngadzosere tivake ma Hospital.
Mukaita accident nemota musina ma piritsi munonorapwa kupi.
This is a warning for all men who was given mota na Wicknell Chivayo to return them as soon as possible by surrendering to any police station, failure to do that will result in a catastrophic disaster which have never happened in our entire life , i age everyone do to so before major steps are taken.
I hope this message will circulate in all what's app.
PLEASE DO NOT GO AND SURRENDER THOSE CARS TO WICKNELL CHIVHAYO AS WE WILL BURN THOSE CARS AND YOU WILL STILL PAY THEM BECAUSE TO US YOU DIDN’T RETURN THE VEHICLES, ALL VEHICLES MUST BE SUBMITTED TO THE NEAREST POLICE STATION
CAN YOU TELL A FRIEND TO A FRIEND FOR JAH PRAYZAH TO HEAR THAT, SO THAT TOMORROW HE WON'T SAY NO BODY TOLD ME .