Friday, February 07

Zvavekutyisa Ana Nyathi Vonzi Varonga Kukidnepwa Musi Wavanotambira Mari Yavo Be Safe

Mungatuke henyu but arikutaura chokwadi ende mazimba aye anenge achiti ndirimboita maskit ndivo vanokurongera plus remember Nyathi always post zvirikuitika kuita maliveGossip queen ndovada hangu but chokwadi mazimbo izvi u dont say from a good point kurwadziwa bazi tytie akanyoresa mota zita rake mukatizve its not safe but pane zvakamboitika here zvinhu kana zvichida kuitika zvongoitika pasina kty chii kna chii isu tinongobvutirwa wani tuma handbag

 

 

 

twunenge twune 10 rand kkkkkktyte akamboburitsa yake mama vee akaburitsa yake nokut zvaitwa na nyati chete zvimwe dzorwai ne age kwete nevanhu why muchitaura kunge munoda vana nyati imi musingavade muri nyoka ana chihera imwi siyai zvakadaro chero vakawana zvavanowana iwe ungenaphi iwe ita zve life yako ivo vaite zve life yavo makufarisa akakupindurai maakut twaakufarisa twuvana utwu why muchimbunyikidza couple iyi imi

 

 

 

 

maakunyanyaVaudzei vana ava vabvise dzungu rakawandisaAnochengeta Munhu ndiMwari siyai mwana pamwe ndimi makutomurongera hora vangani vanoposta Mari dzavo as long as uri content creator nemafollowers akaita seNyathi totoziva kuti kupiwa Mari nebhara naZucker saOlivia anotaura wani kuti per month Zucka arikumupa 50 000 necontent yake ndimi matove mamero imi tokuzivai maZimbo mune hutsinye negodo henyu anaTytie mota

 

 

 

dzavo dzine mazita vanongotaura wani nezvemari dzavo kana Mama Vee zvasoshamisira nekuti zvataurwa naNyathi tibvireiko hamuna nyaya akango kidhinipwa tobva tatoziva kuti ndimi ikoko mamero murikurwadziwa nepaava nxaaa nonsonso

  • Share: