Thursday, November 28

Zvashamisa Vakawanda Mushure Mekunge Kikky Baddas Aburitsa Chinena Chiweti Chake Vanhu Voti Aiwa Uyu Ndiye Arikumiririra Nyika Chaka Shevha

Uyu kungomuvengera mahara zvenyu but anopisa manje🥰🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

 

 

 

 

one munhu anomiririra zim ladies in all aspects of womanhood🤝 kwete type yakazara ku capetown iya inotitukisa nemasasko🤦🏽I thought all the fool's died...

 

 

 

 

 

How did you survived?😂😂😂😂Not sure about kutimirira in all aspects bt kana zvikanz kurikudiwa vane zvivakashure zvakati ohh nebody iri nane haa togona kumutumako uyu.

  • Share: