Thursday, November 28

Zvashamisa Vakawanda Maitt Vachadzoka Futi Kujeri Henrieta Rushwaya Gold Mafia Shamwari Yamai Mazowe Ndovakaburitsa Maitt Samaz Otaura Huori Wakaitwa

Zvakutukana Zimuroyi Samaz Oti Mai Mazowe And Minister Henrieta Rushwaya Gold Mafia Ndovakaburitsa Maitt Ketina Akada Mari Over Hupenyu Hwake 😳😳

 

 

 

 

Nyaya Idzi Zvofumurwa ZveseKetina and Samaz Vakutukana Ofumurwa Wakapinza Mazepe Mu Europe Cozy Waida Mastars Ake Ndiye Anga Achida Tinashe Wamaitt Samaz Akumutuka Hure Rinodhonza Matinji Pa Internet Mwana Wekuhurwa Pashata

 

 

 

 

 

 

Nyaya Yaita Muroyi Samaz Atsamwe Ndeyekuti Mai Mazowe Ishamwari Nemunhu We Zanupf And Mai Mazowe Ndivo Vakaita Maitt Vabude Mujeri And Ndovaibatsira VanaπŸ₯ΊπŸ˜³πŸ˜³πŸ˜³

 

 

 

 

 

 

Ndozvaita Avenge Otsamwa Kuti Why Wakuregerera Vanhu VamaittSamaz Oti Ketina Anedzungu Ajaira Vanhu Vari Weak Mai Mazowe Vakamubhadhara Bishop Juliet Oti Ketina Haana Kutuka Mai Mazowe Why Akazongotuka Mecky Inzwai Apa 😳😳😳πŸ€ͺπŸ€ͺπŸ€ͺ

  • Share: