Mazepe apedzera ma social lites basa shame vachatanga kurwa hondo chaizo 😂😂🤣🤣🤣🤣
munhu wese lwama zepeMukangoziva kuti zve ma live hazvisi zva tyra kubva kare mobatsirika Gegegegege idzwa
zvinyoka hanzy Mai vedu ma live ndeeku advertiser 😂😂😂😂Ko icompany ipi yaano advertizira kutambisa garrow paanomboita live paye