Ketina Oti Mai Mazowe Problem Yenyu Ndi Mecky Ndo Downfall Yenyu Ndiye Arikuita Makuhwa Ese WHY kurasira Mecky Nyaya Nekuti Haana Mari Murikuzvinzwawo Sei Apa π³π³π³πππ€ͺπ€ͺHezvoo
Haisi nyore kugara mumba nemunhu especially kana uri mukadzi mukuru, pane zviri kuitika pakati pa Mecky naMai Orosi... Mecky ari kutaura nevanhu behind Mai Mazoe... Asi Tatelishasi akazvitaura kt mumba ma Mai Mazoe hamugarike vanoshusha dai Mecky abuda vachiri kuwirirana ....Mecky, Mai mazowe na tete masibanda vese zvavo hapana mutsvene vese makuhwa.
Asi mecky na Mai mazowe hapana hushamwari zvapo because chese chaitika anoburitsa kumba. Mecky ndiye downfall ya Mai mazowe. My advice kana muri Kuda kuita hushamwari itai a distance friendship as long muri pamwechete guhwa rese rinobuda. Mai mazowe u started well but now mava topic pa social media. U are a business woman but hapachina musiyano between ini Pamela nemi Mai mazowe.
Mecky u flew from Africa to better yourself not makuhwa unotaura zvakawanda zvaunoitwa na Mai mazowe ndiko kutenda kwacho here. Fambirai chinhu chimwe chete sa driver ambulance handiti. Tete masibanda ma skits enyu anonakidza kudai maramba muchidaro. Ndichipedzesa hongu tinoda drama seni zvangu handirambe but also let's guide our mental health futi.