Saturday, February 01

Zvanzi Na Ketina Maitt Vakapondesa Munhu Akafa V11 Will Be Coming Zvinotyisa Zvinoshamisa

Zvanzi mai tt vakatuma vanhu kunorova some1 munhu uya ndokurohwa pakaipa akatandadza ketile ati nyaya iyi akayiudzwa nemunhu aipinda naferistas mumachira akati zvee tinashe akarambira feli kuti aneropa mumaoko ake azopedzisa achiti kuti ndimire kutaura nezva chikiti ngandipe mari yangu yakaenda kwaforget plus mari yema wig akapisa nebhachi nebhutsu akangondipa ndobva ndasiyana naye heyo nyaya feristas

  • Share: