Marabha's family failed to collect the body from mortuary because of the medical bills
Please Zimbabweans let's try to help with any
amount you have
Will bring the details soon
But mari yatinoona Regina achi poster iya angashaya kubvisa $20 zvayo paumwe wake waaibata naye, its not believable. Koiyo arts industry zvayo murikutiii nazvo.vanoda mari yei fty munhu wacho afa ,kurara pasimbi or mapuranga emuchipatara chete ,cz
hapana kurapwa apa kwaakaitwa ,vadii kuti munhu kana afa vokanzura ma bills acho ,ko dai ararama zvaisvika kupi?Bill rekubhadhara zvimibhedha zvine wire dzinobaya varwere vasingatopiwe mishonga akuna magumbeze akabooka zvakaoma