Monday, September 30

Zvakaoma Kutongofira Pabasa Munhu Adina Kurwara Zvarwadza Izvi Varoyi Variko

WAENDA UMWE WEDU.

 

Murume uyu watisiya anonzi Tawanda Kahari anobva pa44 apo,mufunge haana kurwara Musi wemonday aitove pabasa haa mafiro acho kuchasara kuine vanhu here kwaMrewa?

Ngatichemei mumwe wedu

  • Share: