Thursday, January 16

Zvakaoma Izvi Mwana Wakikky Oburitswa Hazvina Kumira Mushe Asi Muri Busy Newa Bee Wezhira Muchisiya Wenyu Iwe Tytie Ita Step Father Kwavo

Kutadza kuenda kumwana wake busy newa bee ayaa vanhu vari ktii hee haadi kumuposter unganyare kuposter mwana wako uchiposter wevamwe kumwana wake haasati asvika hake ndochokwadi

 

 

 

 

 

 

Ndopaunoona kuti rudo hamuna moitira malove nemalikes...mwana wabee ahokosha kupfuura mwana wako??tusaskamu...iwe sastep father kutadzawo kuti ngatiende nemwana wedu bby wangu amboona dhorobha 🤔🤔🤔🤔

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Unotiza nemwana wabee ko wako🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂 ndaizviziva chete kuti ichataurwa nyaya iyi maita basa a lullu Dai akambotendererawo naye uzomudzosa kwagogo hake kkkkkkkkkkk

  • Share: