BG SAD NEWS : Muface anonzi Twitter Adonha ne Toyota akafira paspot kwagoche achibva Kwa Nyamakura.
MHSRIP
Apa ndakasangana naye 1hour before ayitatsaona vachimhanya vakadhakwa mudust road yekuchipindura vakatondipopotera kuti ndiri kuvavharira
road,Ndarwadziwa zvisingaite murume we sis yangu havasi kubatika sis vangu izvzvi hazvisi kutambirika ðŸ˜ðŸ˜ marwadzisa baba Pana