Munogona kungoti va roka this and that ko iye Nyathi is he clean vapfana ava vanopiwa zvakaoma to boost chaunga dont trust twuma dhara kumusha uko akachena here mukomana wacho first
Vanhu vanoroya dai vasina havo kutaura kuti vanowana 25K,kana chirichokwadi get well soon mai Nyathi🙏Asi Nyathi nezuro he wasn't looking well pa live yaakaita aingoti pane
zvikuitika so chogona kuva chokwadiPachavo ndomene haichemedze ananyathi vanga vanyanya kuonererwa ana madam boss chaivo havataure mari yavo ivo zvavo ana pongwe vanofunga kuti vakapengaNderiri remaromo sedhongi riri kudya hacha risingabvi mun'anga