Wednesday, March 12

Zrp Officer Claude Jele Vozviuraya Pabasa Vosiya Vanyira Tsamba

SAD💔 | ZRP Officer, Claude Jele, vaishanda kuGweru vazviuraya after vamwa po1$0n. He wrote a letter before drinking po1$on.

In the letter, he wrote: 

 

 

 

Having survived all these 38 years, i have reached a point where i feel like its all the same being on this earth or leaving. So plz do not accuse anyone or anything its my personal decision to end my life this way.

 

 

 

 

 NDAZVISARUDZIRA NZIRA YANGU ndinoziva mucharwadziwa but handisi kuona chikonzero chekuraramira, i have failed. GANIZANI na KEISHA zvichakurwadzai ndinoti mundiregerere vanangu. Mukure zvakanaka ndatungamira mberi. Mai vakabereka ndinoti musazvidya moyo kuti sei zvadaro. 

 

 

 

Ndini ndega ndaita izvi nekuona kuti ndakundikana muhupenyu handisi kuona zvandinoraramira. Mai Keisha musawana chamunovafungira kana chii zvacho havana chekuita nezvandaita izvi tanga tigere zvakanaka chose.

Ava vanhu vazivisei
+2637*874*062 Zimono ****
+26377*36*681 Ketias ****

Ndini wenyu Claude Jele

  • Share: