Sunday, January 26

Zimbabweans Why Stigmatisation Vanhu Vane Chirwere Olinda Makutoti Mukondombera Unonyorwa Mupassport Hatisadaro

Sorry ndirikuno Ku female correctional service ndapihwa fone 2 mins na WadheniKokana une HIV zviri necessary here to write it paVisa? Even kutonyorerwa kunzi REZA zvinoreva kuti musabata munochekwa, vakazvitanga rini vanhu veImmigration nekuti ini TB yangu handidi iziikanwe kana ndava pa boarder reDubai ne Harare😭Kana Uchida kupesana ne hama kana shamwari, itai madhiri ekukweretesana mari uoneVamwe tinenge tamuka tichiti nhasi toda kumboitawo serious nelife then booom chonyuka hacho chipoko🤣🤣🤣🤣🤣Midy akaita problem yevanyengeri yes Muraanechikwereti chake .but akambobaya live here achivatuka no.so this time vanhu ndofunga mazviona kuti Mura momuti heee ibenzi but kuti azobaya live achituka zvinenge zvabva apa.matamba mose zvakaitika zvakaitika so kuzoviburitsa ndokudii

  • Share: