Thursday, November 28

Zimbabweans Ovhunduka Winky D Voti Anoita Zvedevu Ma Colours Ake Black Red Haans HuMwari Mukati Pamwe Anobuda Nenyoka Nezvidzvinyu

Red and black macolour esatanism devil worshipers muchasvinura rinhi vanha vezimbabwe winky wenyu uyu haana kuchena ...

 

 

 

 

Kana muchida huyai ndogara pazasi apoUyu kubva pandakaziva kuti musatanist ndakabva ndamuka

 

 

 

 

 

Totoda kusviba ikoko manje toda kukudzura pawakaiswa mutown iwe magogo nehanda toisa VaWinky..ndosaka wakafira mahara uchingoti tushaya tunenge twesvikiro raHoly ten ranoti mukadzi🤣🤣🤣🤣

  • Share: