taura zvako even chinhu chake changa chiri clean not chaShashlKulikiswa kwaitwa mavideos aKiki kwachinja zvinhu zvese🙌
Magona manyadzisa vavengi nxaaaah l hate EX anedrama.awwww🥺🥺
Sorry guys,we were judging not knowing the truth
The baby daddy is bitter
Thank you Kuku for standing up for her and loving her🫶
And also let it be a lesson to someone out there kuti nguva yeintimacy haisi nguva yekubata camera nomatter how much you love that person, like you said kuti waifunga kuti vachava baba vevana but people change
Anyway you are a strong woman and you deserve each other 💗