Mukomana uyu nyangwe akasahwina or kuhwina nhamo inewo uyu ndi lawyer ane ma investments ake , ari kutoitira iwe neni kuti tigare mushe wabata , Munangagwa ari kuitira kuti team Gold mafia rirambe richidya mahure awo achitenga ma G wagon ,fashion and photos every day
Ma admin e Mk thank you neku approver ma posts ane chekuita ne nyika taneta ne nyaya dze ma socialites dzisingatipe futureLife yake yakatochinja mukomana uyu,akachinja kwekugara ,chikoro
chemwana wake aa kudzidza pa one of the top schools in Zimbabwe which he never thought could afford. Mukoma aa ne a fleet of cars,top of the range zvaanga asina kumborota kuti angaite,ndosaka achidonhedza wese anenge achida kuita contest for the same position he is now, politics ndedzedumbu,vari pa leadership ndoovanodya ndosaka vachigara vachirwirana zvigaro.Nhai zvako manje vanhu toona kunge this struggle is for
Chamisa....... Chero akasahwina anoramba aine ma Bodyguards, achidya zvaanoda kwete zviripo.... Nhamo inesu ruzhinji including maSoja, Mapurisa, Maticha ava varinani vanohora ko vasirikumabasa vasina mukana wekuwana Mari kuti vatange mabhizimusi