My heart bleeds for the Zim Film industry.. moyo wangu unorwadza chaizvo kuti vaka gadzira rwendo vazhinji vakararama vakafa vari ana Razaro ..varimo vacho now vazhinji havana chavainacho.. it's only passion that saves them in the industry.. Mwari ngaatibatsire tisaitewo toil in vain 💔support their veteran artists.
“Zimbabwe yedu ngaitarisewo vanhu vakaita seivava, vane nguva vari muindustry.
“
If you look at the artists you feel sorry for them. Look at how Gringo died, it’s not good to celebrate these artists when they are dead.
“It’s better to assist each other munhu achiri mupenyu. People have to celebrate their stars while they are still alive.
“We should not celebrate at the funerals, look at his job now, he is selling at this small market.
“We can’t even afford to buy medicine from the pharmacy,
“Mukaona karoom kaari kugara, it’s very sad to see a man of his status staying in one room. Mangwana vozouya vachiparker mota pamba pake afa or ndini ndinotanga or iye hameno.”