Friday, February 28

Zanupf Yoti 2030 Tinemge Tiripo

Ummmm zvakaoma mukadzi mukuru kuzvibvisa chimiro nekuda kufadza musanganoKo zimhomz iri richiriko?🀣🀣🀣

 

 

Mushengenene wawedzerwa ngeAkwa yaChivhayo....Ndokuti ZANU candidate,,,, mbuya yakadaro what are you educating the future generations,,, automatic they think kuti bums ndopaneyese,,

Encouraging misikanzwa,, 

Vanoda deliverance

 

 

 

Regai va Munagagwa varambe kubva pachigaro vanenge vachida kuona mananga akaora kkkkkkkkk

Ndiro rinonzi shura mudunhu,,,,

Varikuredzera mudish,,, ndavanyarira shame,

 

 

 

Different professionalsIn Zimbabwe we should stop everything and start praying 

Maybe Mwari vangatinzwa πŸ˜ŽπŸ’šπŸ™Vamwe vakaenda kuhondo for 5 years.

Vakadzoka nemaronda.

Hapana chavakawana.

Umwe otambisa magaro 5 mins otopihwa MOTA.

 

 

 

Life is never fair pa fair.Another reason why Zanu PF will never loose election πŸ˜‚πŸ˜‚ Gaya kusaenda kumusangano we ZANU PF and miss this haiwa Zimbabwe haisi nyika yehupenyu wakanaka inyika yekunakirwa nezviripo handei mberi nemusangano we Zanu arikuda good life Tora Chamisa muyende kunoita election ku America

 

 

 

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚Hapana kwatichaenda senyika kuzunzirwa madhodhi varume vese ava dzatimira mxaaaaa kumirira hure renyika vachibva ipapa anhonga rake hure anhonga rake edzi dzegadzega munopera kufa nekushaya zivo nonzeeeeenzi

  • Share: