Zanu Pf Youths Supporters (ZPYS)
Press Statement For Immediate Release
As Zanu Pf Youths,sevana Vemusangano tiripo kuteverawo musangano wedu uye kudzivirira vangangoda kuurwisa.Mashoko Ava Geza ekuti vanoda kukonzeresa mhirizhonga arikutibata zvakanyanya.
Isu sema Youths EZanu Pf we will not fold our hands.
Our fathers and mothers can not be intimidated and harassed isu tiripo.We will fight back.Zanu Pf under his leadership President wedu va Emerson Munangagwa yaita zvakawanda.Kusimudzira ma youths uye varwi verusununguko.
Why would anyone follow mashoko avaGeza ekuda kupandukira nyika when it is for his benefit only?
We are strongly against Demonstrations ekuda kubisa hurumende or undermining hutongi Huripo.Recently president vakapurura zvirongwa zvema millions ekuti vechidiki vanoda kutanga mabhizimusi vadimudzirwe.Ngatisarevera VaGeza nemashoko avo ehupanduki.
Pamwe pacho tinozongopawo police nemasoja mhosva kuti ko sei vazorova vanhu,ko sei vazotidzinga in town etc
Ndichanyora zvimwe zvezvimwe zvakaipira illegal demonstrations.Sei ndati illegal.Demonstration iri pamutemo munoenda kumapurisa monozivawo.
Vokutungamirirai.Zvino apa no authorities have been contacted.
1) during demonstrations kune vakawanda vanenge vakatarisira kushandisa mukana iwowu kupara mosva dzakaita se
a) kupwanya zvitoro
b) kupisa motokari, buildings etc
c) kuuraya chaiko
So nekuda kweizvo police or masoja vakaona maungana they will attack you all kuti masaparamure mhosva
Mashoko angu ekupedzisira.Its not too late CDe Geza.
Stop this demonstration now
Stop it