Mai Nyathi vakasvika veduwe iyo mbuya iyo inofungirwa nedumbu ,inyaya yei nhai aitasei , kungoti ndomira na Mai Nyathi chero ndisiri kuziya nyayaYokozuna ndiwe wavhura musangano wekukombeya saka ndikoko...Kutsvaga pamuromo pasina basa.Siyana naMai Sixgani.Hauna zera naMai Nyathi iwe..Kana washaya
zvekuita enda unondinya umwe mugomo wesadza.Apa rakadya mari yekuGym rarakanga rapihwa naLoveness, nekuda KFC. Harione kuti atori health risk pachake.Ibvapa iwe zidumbu siyana newana hanzi inyaya yeyiko ndiwanani wari apa ndiri pa flight modeUcharamba uchitambura pluz pafair hauchakwane palevel raamai nyathi