Tuesday, November 26

Wicknel Chivhayo Opopota Thomas Mapfumo Ita Mushe Iwe Une Urirombe Nezera Rako Wakauya KuZimbabwe Ukashaya Pekugara Ofumura Zvakawanda Hezvoo

Legend Thomas Mapfumo Hanzi Jah Prayzah Murombo Haanyare Kutora Motor Dzemari yekubaItai mushe mudhara imi ,musatuke wedzinza rangu nyangwe ndaikufarirai nekuda kwemusic

 

 

 

 

 

 

yenyu ,Madi kutaura arikupa vanhu Mari kuti agadzirise nyika kwete kutaura nezve Jah prayze ,wadi iwe wauya kuzogadzirisa nyika yacho handi wakatotizao Zimbabwe yacho tibvirwei kumhepo uko

  • Share: