Friday, February 28

Vice President Of Zimbabwe Kembo Mohadi

Tired body, tired mind. Mileage yavepo sure..Zimbabwe yavachiseko chenyika pasi rose zvaro.

 

 

 

 

Tiri kunanga kupi senyika kana nyika ichitungamirwa nevatana vadai kukombama musana nekurwara vasingadi kusiya basa. Kuda kufirapo pazvigaro.

 

 

 

 

Hawanyari kana nyadzi chaidzo hawana.Zimbabwe is a drama, comedy chaiyo, what is this chii chakadaro nhai chinenge ngoziThis is another kind off froud, kana mumhuri chaimo munhu wakange akwegura kudai anotungamidza vacheche mberi,

  • Share: