Friday, October 11

Veduwe Uyu Afa Zvinorwadza Ku SouthAfrica Vosloorus

Vagari vemu unit O nevekuVosloorus in SA tarasikirwa nemumwe wedu Primrose MbofanaTine hurombo paH tarasikirwa naPrim hanzvadzi yapapa f

 

 

 

 

 

 

 

ani wabirira shamwari rest in peaceBefore ndaiti pamwe mazuvano vanhu vakunyanya kufa ndakqzoita research I found out kuti people dying every second tisati tataura makoreawararama ininewe how many seconds in 24 hours which we call a day

 

 

 

 

 

hobho and ndopaunowona munhu mukuru achiti ndikuchengetwa nemudzimuyangu kkkk inozogona kuchengetaiwe yakatadza kuzvichengetaiyo mwari hambodi zvakawanda kwatiri kuseni thank you lord for the day wapedza same nemanheru zvokunetsaizvozvo but chihure unotyper kusvika 4n yakupisa hamadzangukaaa anyway mufindazorore murugare

  • Share: