Thursday, January 23

Vanofunga Here Ava Vanhu Zivai Pekuvhotera Musatengesa Nyika Nekuda Kwechicken Inn Yaunodya Ka1

Asi maZanu pf munondikona henyu zuro uno muCovid vanhukadzi mashaya kudya nemapads nemapampers evana chaiwo muchitambura nenzara muchitenga mask kuti musasungwa😭😭

 

Nhasi yave vote makupiwa t shirts food free transport kuti muvavhotere saka chakakosha ivote yako kwavari kwete hupenyu hwako muchasvinura rini vana veZIMBABWE

 

Ava vakatopihwa chicken ava isu tikufamba takagara nayo zanu pf iyi iwe oda ndivotere chamisa kuda kuti ndidzokere ku poverty manje iweee ka my first car ndakatengerwa ne zanu pf

 

Every zanu member got no brain coz even iwewe nemzukuru wako mukagarika the rest vachitambura zvobatsirei ,vna vaenda kuchikoro nepanty yamukoma akanyora 2014 iwe uchngot zanu zanu do you thnk ungaita 43 years uchikonewa wongozogona pa5 years mapenzi avanhu muchamama nenhamoVakadzi ivava mubvunze kuti kana ave kumwedzi anoshandisei even vanasikana vake havatozivi pads ippa 💔

 

Havatozivi chinonzi 🏧 kukundwa nemuvakidzani Zambia and SA government school vana vanodzidza mahara clinics mahara iwewe biz Ed pfee shame 💔Siyai vanhu vadye chingwa kkk kana munachoo vapei .

 

 

Chandoziva vanhu ivava ndivo the same people who are attending all rallies vachiverengwa kwese . Mangwana pakapfuura CCC vanenge vakazadza futi. People of Zimbabwe are confused. Chicken inn yakarangarirwa nedenga this time haaa vaita Mari . Everything that happens there is someone behind benefiting zvekuti ikakunzwa uchiti pasi nezanu haitofari

  • Share: