Wednesday, November 27

Vanhu Voseka Kutyoka Mbabvu Madhumbe Mai Yaiganza Ichiseka Vanhu Vakamitiswa Vachiti Pfejai Condom Ivo Vabva Vapiwa Zvese Nemuzvezve Upenyu Ivhiri

Yeah varume vevanhu rambai makadero mitisai musiye zvakadaro nxa mazibishu anoti akuna munhu wemunhuapa ukanzwa vachikurudsira vamwe kuti pfekai condom ivo vakatsotsiwa sei kkk

 

 

 

 

 

Yah life ma1 hupenyu ivhiri hunotenderera shuwa😒 mai vaiganza ava vachiseka vanhu vanenge vamitiswa nana

 

 

 

 

 

 

Fidza vaibva vati askana musadzungaire murume haatendwe nemsoro wemwana baiwai depo, shandisai macondom🙄 nhasi ndivo varimu same sichaz yavaimboseka vamwe ma1 regai vakuru vakati seka urema wafa.

  • Share: