Monday, February 10

Vanhu Vochema Chema Madamboss Body Haichaita

Tyra akashatisa Body yake hake nekusada kupfuurwa ndochokwadi chisingaputse hukamaNatural body yaaiva nayo was much better than zvaaava, vakadzi pressure tiri kuiwanza apa akuita kunge mufananidzo . Tayra aiva nebody yakanaka zvekutiMai Munetsiwa kana makanditarisa ndidzoserei body yenyu yekare inini ndotoida zvekudaro zvekuti munhu

 

 

 

 

nobody yake izvo ndezve ikoko ini ingodzoserai fullu sitopuKungoti vanhu havade chokwadi munhu akaudzwa chokwadi hanzi don't judge me.but kutaura chokwadi MB body yekudhara yavaiva nayo yaiva yakanaka zvokutiZvekwamwari chaizvo body yamadam boss haichanakidze munhu akafurira madam boss kunochekwa

 

 

 

 

kaaa mwari ave naye denga achaita rekugugulaIni chinondinetsa kune natural yekuonda nayo ngei vanhu vachida zvekunwanwa izvi wozonzwa ky pakaotika miscarriage ahi inotadza nei imi muchingonwa zvese zvese nhai veduwe.

 

 

 

 

Aiwa vakadzi pressure tiri kuzoinyanya veduwe 🤣😂🤣Aiwa small tummy torida bt hameno zvaakuita zvake even face yake yabva yachinja chete kuti vanhu havadi kuudzwa chokwadi

  • Share: