Tuesday, November 26

Vanhu Kuuraiwa Senge Huku Ku Thembisa Pamasowe Nezuro Pafa More Than 20 Zvarwadza Izvi South African Haachatida Munyika Mavo

Admin ndabatikana nevanhu vauraiwa kuTembisa Clayville kumasowe chiko zvakangooma hazvo.zvirikunzi vanhu vasvikirwa pasowe husiku vakarobhewa vamwe ndokuuraiwa.Vanhu munoshamisa ,instead yekuona kushata kwe crime chamurikuona kushata kwekunamata ,Vanhu varikubatwa ngunzi muma saloons ,muma bhawa ,kudzirufu ,muma pentacostal ,pese

 

 

 

 

 

 

 

zvapo ,asi busy kushora masowe ,Zvimwe ivai nemoyo kwete kuda kungonzi ndacommenter.Guys muno dzangova nharo kuno chero mumba varikuuraya kuno Middleburg Sunday night vakauraya vamwe baba pamba Pavo pavanogara vakatora only 120 body yavo yakatoenda Zim for burial that was very painfull. And that same night vakatombozama imwe luckily

 

 

 

 

 

 

 

 

mazimhere akaitwa nevana was something else but they were almost vakatotyora mascreen vakazobvaIt's so painful but pachokwadi pastori murikuzvinyanya. Hongu kunamata kwakanaka , nezuro ndaive mu road Inova Krugersdorp ichizobata M2 Jbrg ndakaona masowe anodarika 10 ane a

 

 

 

 

 

 

distance of about a kilometer , now I'm in Durban M7 hona kuti masowe mangani pasi pe bridge apa husiku and matsotsi ari easy kuuya.

Ko mukambomira zvemusango motsvaga pari safe moshumira mwari wenyu

  • Share: