Wednesday, April 16

Valerio Sibanda Azviramba Musoja

Kune Nzira dze Masoja General Valerio Sibanda voshoropodza Zvigananda vachiramba corruption iri kuitika izvo zvofadza nyika yose after Wicknell atengera mukadzi anotora varume vevanhu motokari asi masoja achifamba netsoka asingagoni kutenga kana Bhasikoro. 

 

K

 

 

Maita basa General. Mukanyarara nyika inopedzwa makatarisa.Masoja , police thy are to blame for all our calamities.. vanotarisa corruption ichiitika. They are used to abuse our own citizenship rights.. muzvipatara hamuna mishonga to demonstrater vouya nemvura nema teargas sometimes with live ammunition votimwaya protecting ma

 

 

 

 

leaders anonorapwa mhirikwemakungwa. Elections rigged under their watch ... industries are closed tika complainer topiwa mboma hunzi muri vatengesi..... dai vana mbuya nehanda vakaziva kuti tichasara totambudzwa toda zve freedom kubva kuvana vekwedu vasina kuyifira

  • Share: