muchafa muri marombe vapfanaVanhu vakonzeresa izvi vakadzi vevafana Ava vanenge vakabatsirana kuvadyisa izvi hazvisi zvega izviHapana chskamboshata apo baba vakabhaiza
vanorangwa kunyanya kana vakashungurudza mai but problem yava kuitwa neumwe wacho uyo arikurovera kukuvadza kurova ne zvibhakera neku hedha dai vanoita zve shamhu pasina
problemNyangwe baba vakaita benzi havarohwi,you have allowed a curse to befall future generations(vazukuru nezvizukurumbwi)There is no funny about kurova mubereki these boys must rot in jailmuchafa muri marombe vapfanaVana vachirova baba vavo hanzi vatinetsa ummmm ndarwadziwa.