Friday, October 09

Vakadzi Mt Pleasant kutiita CHADONHA Mota yacho ndiyo iyo HONDA FIT AGO 2350. 

 PLEASE  I want you to share this video. On 18 June 2026, around 1 masikati, while on my way paUZ kunokwira kombi kuenda kuTown ndakuda kusvika paBus stop. Ndakamiswa nemusikana uyo ane mabraids nejacket rePink zvikanzi "Sister, sister Mirai ipapo" bvandamira paye zvikanzi ndimi madonhedza wallet yePink ndikati no handina wallet yePink. 

 

Zvikanzi uyo mukadzi ari kumashure anhonga wallet ine mari ndatozviona saka ndanga ndichiti ndeyenyu zvino kana isiri yenyu toto share tese. Mukadzi airehwa kuti anhonga Wallet ndiye ane skirt yeOrange uyo ari pamberi. So nguva yaitaura uyu zvekunhonga wallet, that lady ane orange skirt aitodarika achienda mberi, akabva amira zvikanzi "aah, hoo haisi yenyu nhai wallet. 

 

So asati apedza kutaura ndakabva ndabatidza camera that's when I started recording ndikati ko hamunyare nhai matosvika kuno Mt Pleasant kuda kutiita CHADONHA. Ko ndaizivei kuti vane mota vanhu ava. Driver akazviona ndopaakapa sign neruoko zvikanzi neane pink "hoo mati tidzoke?” Vakabva vadzoka bvavamhanya kupinda mumota so Mota yacho ndiyo iyo HONDA FIT AGO 2350. 

 

 

 

Ndakatombobvutirwa foni around 8PM in 2023 apa ndiine vana ndichibva muTown so zvinoita vanhu ava vanenge vari mumota then vanoku spotter vodzikisa vamwe vawo the moment yavanokubira vanobva vamhanyira mumota votiza. Ndozvandakaitwa pandakambobvutirwa Phone iri panzeve and Mota yacho yaive futi Honda fit?

 

 

 

MT PLEASANT itori target yembavha idzi because of vana veUZ . NB Ngatingwarire pakufamba sure?Hazvidi kuba munhu ane magaro akadaiHaaa zidasvira regadzi?Shuwa munhu ungaite mazigaro ekuti ubire vanhu ndiko kwakaenda pfungwa

  • Share:

Info News

Web Hosting & Domain Services: Building Online Presence

Web hosting services are essential for launching websites. Businesses and individuals search for reliable hosting providers.

rnrn

Keywords like “best web hosting services” are high CPC. Content should compare features and pricing.

rnrn

Providing detailed reviews improves rankings. This niche attracts consistent traffic.

rn

Hire a Construction Accident Attorney Near Me for Fast Claim Resolution

Hiring a construction accident attorney near you ensures faster handling of your claim. Local attorneys are familiar with nearby courts, judges, and legal procedures, which can streamline the process. They also have connections with local experts who can strengthen your case.

rnrn

Speed is critical in construction accident cases because evidence can disappear quickly. A dedicated attorney acts immediately to preserve crucial information and build a strong claim. This proactive approach increases the likelihood of a successful outcome and timely compensation.

rn