Thursday, July 16

V11 Rauya Madamboss Why

I do not remember ndichituka anyone but ndakauya kuzotaura chokwadi chaiva chichiitika ndosaka muchiona vakawanda vachitadza kutaura nekuti vanotya kutukwa,lpo pacho pandakatanga kuziva nyaya iyi ndakauya ndakataura but you never believed me instead you called me names .Anditsvage mbiri nezita remunhu ini

 

 

 

 

 

chinoitisa mbiri kushanda kwete zvenyaya izvi,and anditozvide andina mhaka nemunhu and andirwadziwe nemunhu,uyezve kutaura kwandakaita ndaida kut vanondisupporter vazive nekuti inyaya yavaiziva kubva pazvakatangira kwete kuti l want to market my new page ,lf you don’t want to follow it please don’t ,if you don’t want to believe please don’t but kwandiri inini

 

 

 

 

I’m relieved because l hve said the truth and andisikurwadziwa nekutangidza patsva zvinoitika munhu akafa wani,And hembe yes ndakanopfeka supporting a fellow woman because whatever zvakanga zvaitika ndakanga ndaita let go and let God andingati ndapiwa mukana wakadaro ini ndoramba bcox I’m holding on to the past maya, ndakanga ndangozviudza kuti pandichaenda kunyika inoita monetisation ndongotangidza ,and andina kuuya nenyaya yangu kuti muanalyze ndakauya kuzotaura kuti mafans angu azive,zvembanje zvavanga vakutaura ameno kuti vanga vabvunzwa

 

 

 

 

here but ndicho chokwadi chete chavakataura palive pavo zvekukomboni ichokwadi futi haisi secret kuti ndiriwekukomboni but pakuzoti ndogona kuvafremera kuti vandibhinya haa ratova drama ndirikufara kuti msg vakainzwa.And to my fans thank you so much for always supporting me and God bless you allIwewe nyaya yako kana

 

 

 

 

yakakurwadza ipapo oacho why didn't u go and face her why posting it on public ? Zvawaisa papublic mari yacho yadzoka here yawakabirwa sometimes chingodzidzai kugadzirisana kana matadzirana if u let it go why posting it after mabva kunoshandidzana kwacho ndiro drama racho iroro buritsaka proof yacho

  • Share:

Info News

Work Visa Lawyer: Legal Help For Employment-Based Immigration

A work visa lawyer helps employers and foreign workers navigate employment-based immigration. Work visa cases may involve skilled workers, executives, investors, seasonal workers, professionals, and specialized employees.

rnrn

Each visa category has different requirements. Some require employer sponsorship, proof of education, job offers, wage information, or business documentation.

rnrn

A lawyer can help choose the right visa category, prepare forms, collect evidence, and respond to government questions.

rnrn

Employers benefit from legal guidance because mistakes can delay hiring and create compliance issues.

rnrn

Workers benefit because visa problems can affect jobs, families, and future immigration options.

rnrn

Employment immigration can be complex, but the right legal strategy can make the process smoother.

rn

Construction Accident Lawyer Near Me: Get Immediate Legal Help After a Job Site Injury

Searching for a “construction accident lawyer near me” is often the first step after a serious workplace injury. Construction sites are among the most dangerous work environments, with risks including falls, heavy equipment accidents, and electrical hazards. A qualified local attorney understands state laws, OSHA regulations, and employer responsibilities, helping victims navigate complex legal claims.

rnrn

An experienced construction injury lawyer can quickly gather evidence, interview witnesses, and build a strong case for compensation. Whether pursuing workers’ compensation or a personal injury lawsuit, having local legal representation ensures faster response times and personalized support, increasing your chances of securing a fair settlement.

rn