WATCH : Uyu ndiye mwana wevhu anobva ku Mvuma ari mu video iyo yaari kutsikwa tsikwa ne Ford Ranger kusvikira azofa mushure mekubatwa achidya bota na baby mama vemumwe.Musikana airwirwa atsanangura zvakaitika munzwei achitaura apa👉
Baba vemwana wangu vakambotorerwa hembe zvese neboxer short mukuda vakadzi vevanhu.Vakafamba komboni yese hardware isina kuvharwa luck hwaive usiku vana vaifa nebuka.Vana Tabve Mvuma musazodaro mjolo inokubataiwo rough mukabata madzimai venyu rough.