Oh my word I'm shocked
Ko if im telling people kuti what we are doing is approved and we are working day and night to expose wrong doings and evil doings dziri kuitwa nakamuchacha.. Vakomana vapedza basa
So this is Maria na Marita zvaanogara muZimbabwe kuChitungwisa
Her real name is Linda Gotora
She threatened me several messages achiti December handisvike ndinenge ndafa
She also threatened Madam boss achiti vachafa soon ne Mwana wavo on videos and calls
LINDA ZVAENDWA CHISIKANA UCHAUDZA VAMWE
VANOZIVA PAANOGARA UYE VANOMUZIVA CONTACT ME BUT NHASI VANENGE VAKUNYURURA VAKOMANA
Hanzi chero hama dzake hachataure nadzo nekuda kwamai tt ,hanzi habve munganga hanzi vana vake vanofamba vakashama asi evrymonth anotenga grocery oisa paside rekupa mai tt ndiye akavhura group rekuti cat family bridesmaid for mai tt