Wednesday, September 18

Uyu Aitsvagwa Ne Hama Awanikwa Akafa Ku Port Elizabeth

Makadii zvenyu mose 

Hama yedu yataitsvaga iya takamuwana asi akashaya zvino Mari yaramba kukwana kuti tumuendese kumusha tokumbirawo rubatsiro chero ane R5

 

 

 

 

kana R10 it will make a difference you can call or app 0787538448 vanoda kunzwa zvizereKuda kufanana neakatsikwa nezuro muKorsten.

  • Share: