Wednesday, September 18

Tytie Haasi Kufara Ne Nyathi Family Na Moreboys Munetsi Pashata

Vese vanokopa havo,zvonobva nekuti ndiani azotanga kuisa papage rake. Mumwe oda kuzozviona seari creative maningi. Ye makeup Nyathi ndiye akatanga kukanda ivo vakazoisavoIye zvaarikupawo wani uyu anozvifonera

 

 

 

 

 

stereki akatotangawo Ari pasi Sana nyati nhasi akuzviona kunge bhuru Mwari dai mazorangarirawo nyati family

  • Share: