Monday, September 09

Tytan Dai Wakatora Hako Amara Brown Because Zvaikozvino Kuvarume Wabviswa Na Olinda Zimbabweans Speaks

Kana iri nyaya yekuda makhedha wakadii kutora hako kamwana kaBrown aka nhai Tytan.Hakana madrama

 

Ko iye uyu haana wake here75% yemakedha imhatsa muviri weseTaura hako uyu ari way better than mbuya tea hobvuZvamhaimhanje I don’t want to be Tytan 😟😟😟

 

 

Olinda kuita mwana πŸŽ₯ camera man πŸ˜€

  • Share: