Thursday, November 21

Tsaona Dzawandisa Joni Bus To Zimbabwe Izvezvi

Weekend ino chimbozvipa nguva utaure naMwari wako kuti akunzvengese panjodzi dzepamugwagwa (tsaona) dzawandisa. Nguva ino yatiri inorema hama mudikanwi , zororo ratatarisana naro rakatakura kurema asi nezita raJeso unopabuda iwe ,hauparare mumugwagwa. 

 

 

 

 

Tenda Mwari nekuenda kubasa ùchidzoka urimupenyu uchishandisa muchovha , hakusi kungwara kwako kna kugona kwako aewa , kubva January to December aewa zvinoda kutendwa izvi, CNyasha dzake ihuru.

Amen

Vanhu vashanu vakapararira panzvimbo patsaona yakaitika paDeDoorns panova pafira vanhu vakawanda

  • Share: