Monday, April 21

Tsano Hanzvadzi Ya Lulu Challenges Wicknel This Guy lacks Respect Semukuwasha

This guy lacks respectI feel pity for maInlaws iwayo🤣🤣🤣l dnt think they will be able to say a wordTsano chero mune Mari yakazara motor munotogariswa pasi momboombera izvo zvamakuda kuita ndokuratidza kuzungaira Ikoko ko pride yabvepi nhaimi , wakaronga zuva ndiwe that means hauna chimwe chauri kuda kuita Saka ukumhamyira kupi 

 

 

 

 

Zvinhu zvinotonyorwa pasi vanhu vachitaura zvavari kuda hakusi kutenga motor , panotoitwa tsika chaidzo kusara kwekunge kwauri kuroora varikutambawo njuga zvavo

 

 

 

 

ndopaunoudzwa total wakarara mumotorThey are so poor, the only thing they have is MoneyI love the straight talk."hanti mwana wenyu ndukumuda.musanditambisire wo time." Me i would say give me the $100k and a

 

 

 

 

nice jeep and bye bye. My daughter will get advice from vanatete ve makombi and ku market to leave you later ....Se mkwasha why can't he humble himself for onceThe Biggest Boss Sir Wicknell Chivayo speaks about his roora day💰💰💰💰💰, he is on his way to Marondera

  • Share: