Ndikafunga zvakaiitwa naMai ava kuna Shingi Kawondera kumusiya ava kuiita kunge munhu ari kutanda botso ndobva ndawona kuti chisi hachieri musi wacharimwa..... zvekuti akabirwa necompany futi aaaaah musiki haadhakwi kuDreams zveshuwa. 🤔🤔